Joshua 21:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pamaguta ose iwaya, guta roga roga rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndozvakanga zvakaita maguta iwayo ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Maguta awa ose akaŋga anamafuro awo, guta rimŋe nerimŋe; ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita maguta iwayo ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Maguta awa ose akanga ana mafuro awo, guta rimwe nerimwe; ndizvo zvakanga zvakaita maguta iwayo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pamaguta ose iwaya, guta roga roga rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndozvakanga zvakaita maguta iwayo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pamaguta ose iwaya, guta roga roga rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndozvakanga zvakaita maguta iwayo ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Rimwe nerimwe ramaguta aya rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndizvo zvakanga zvakaita maguta ose aya. Viz kapitola |