Joshua 21:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Naizvozvo maguta avaRevhi avakapiwa pamwechete namafuro awo mukati menyika yavaIsiraeri yenhaka aiva makumi mana ana masere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Maguta ose aʋaRevi pakati penhaka yaʋana ʋaIsraeri aiʋa maguta anamakumi manna namasere namafuro awo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Maguta ose avaRevhi pakati penhaka yavana vaIsiraeri aiva maguta ana makumi mana namasere namafuro awo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Naizvozvo maguta avaRevhi avakapiwa pamwechete namafuro awo mukati menyika yavaIsiraeri yenhaka aiva makumi mana ana masere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Naizvozvo maguta avaRevhi avakapiwa pamwechete namafuro awo mukati menyika yavaIsiraeri yenhaka aiva makumi mana ana masere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Maguta avaRevhi munyika yaiva yavaIsraeri aiva makumi mana namasere pamwe chete namafuro awo. Viz kapitola |