Online Bible

- Reklamy -

Joshua 21:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mugove wakagoverwa vokwaKohati mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Saka vaRevhi vemba yomupristi Aroni vakapiwa maguta gumi namatatu omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mhuri dzaʋaKohati dzikagoʋerwa nemijenya; ʋana ʋomuprista Aroni ʋaiʋa ʋaʋaRevi ʋakagoʋerwa nemijenya maguta anegumi namatatu pakati porudzi rwaJuda, norwaSimeoni, norwaBenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mhuri dzavaKohati dzikagoverwa nemijenya; vana vomupristi Aroni vaiva vavaRevhi vakagoverwa nemijenya maguta ane gumi namatatu pakati porudzi rwaJudha, norwaSimeoni, norwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mugove wakagoverwa vokwaKohati mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Saka vaRevhi vemba yomupristi Aroni vakapiwa maguta gumi namatatu omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mugove wakagoverwa vokwaKohati mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Saka vaRevhi vemba yomupristi Aroni vakapiwa maguta gumi namatatu omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mugove wokutanga wakapiwa vaKohati, mhuri nemhuri. VaRevhi, avo vakanga vari zvizvarwa zvaAroni muprista, vakagoverwa nemijenya maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aJudha, aSimeoni naBhenjamini,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 21:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy