Joshua 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka sokutaura kwaTenzi vaIsiraeri vakapa vaRevhi nhaka yavo yamaguta ano aya namafuro awo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋana ʋaIsraeri ʋakapa ʋaRevi panhaka dzaʋo maguta awa namafuro awo, seɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vana vaIsiraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta awa namafuro awo, sezvavakanga varairwa naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka sokutaura kwaTenzi vaIsiraeri vakapa vaRevhi nhaka yavo yamaguta ano aya namafuro awo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka sokutaura kwaTenzi vaIsiraeri vakapa vaRevhi nhaka yavo yamaguta ano aya namafuro awo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka sokurayira kwakanga kwaita Jehovha, vaIsraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta anotevera namafuro kubva panhaka yavo: Viz kapitola |