Online Bible

- Reklamy -




Joshua 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakapiwa maguta aya anoti: Shikemu guta romunyika yaEfuraimu yemakomo, namafuro aro rokuti munhu anenge auraya mumwe awane kwokupotera, kwouya Gezeri namafuro aro,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋakaʋapa Shekemi namafuro aro panyika yamakomo yaEfraimi, raiʋa guta roʋutiziro romuʋurayi, neGezeri namafuro aro,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vakavapa Shekemu namafuro aro panyika yamakomo yaEfuremu, raiva guta routiziro romuurayi, neGezeri namafuro aro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakapiwa maguta aya anoti: Shikemu guta romunyika yaEfuraimu yemakomo, namafuro aro rokuti munhu anenge auraya mumwe awane kwokupotera, kwouya Gezeri namafuro aro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakapiwa maguta aya anoti: Shikemu guta romunyika yaEfuraimu yemakomo, namafuro aro rokuti munhu anenge auraya mumwe awane kwokupotera, kwouya Gezeri namafuro aro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Munyika yamakomo yaEfuremu vakapiwa Shekemu (guta routiziro rouya anopomerwa mhosva yokuuraya munhu) neGezeri,

Viz kapitola kopírovat




Joshua 21:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy