Joshua 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kwoti guta reAini namafuro aro neJuta namafuro aro neBhetishemeshi namafuro aro. Ose pamwechete aiva maguta mapfumbamwe omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBeti‐shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamŋe pakati pamarudzi iwayo maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBheti‐shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamwe pakati pamarudzi iwayo maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kwoti guta reAini namafuro aro neJuta namafuro aro neBhetishemeshi namafuro aro. Ose pamwechete aiva maguta mapfumbamwe omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 kwoti guta reAini namafuro aro neJuta namafuro aro neBhetishemeshi namafuro aro. Ose pamwechete aiva maguta mapfumbamwe omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Aini, Juta neBheti Shemeshi, pamwe chete namafuro awo, maguta mapfumbamwe kubva pamarudzi maviri aya. Viz kapitola |