Online Bible

- Reklamy -

Joshua 21:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi minda yaro nemisha yaro zvakanga zvapiwa kare kuna Karebhu mwanakomana waJefune kuti zvive zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Asi minda yeguta, nemisha yaro, ʋakaɀipa Karebi mŋanakomana waJefune, ɀiʋe ɀake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Asi minda yeguta, nemisha yaro, vakazvipa Karebhu mwanakomana waJefune, zvive zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi minda yaro nemisha yaro zvakanga zvapiwa kare kuna Karebhu mwanakomana waJefune kuti zvive zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Asi minda yaro nemisha yaro zvakanga zvapiwa kare kuna Karebhu mwanakomana waJefune kuti zvive zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Asi minda nemisha yakapoteredza guta zvakanga zvapiwa kuna Karebhu mwanakomana waJefune.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 21:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy