Joshua 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakavapa Kiriatiaribha, ndiro guta reHebhuroni. (Aribha uyu aiva baba waAnaki.) Vakapiwa guta irori riri munyika yamakomo yokwaJudha pamwechete namafuro akaripoteredza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakaʋapa Kiriati‐arba, iye Arba wakaŋga ari ɓaɓa ʋaAnaki (ndiro Hebroni), panyika yamakomo yaJuda, namafuro aro akaŋga akaripoteredza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakavapa Kiriati‐abha, iye Abha wakanga ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni), panyika yamakomo yaJudha, namafuro aro akanga akaripoteredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakavapa Kiriatiaribha, ndiro guta reHebhuroni. (Aribha uyu aiva baba waAnaki.) Vakapiwa guta irori riri munyika yamakomo yokwaJudha pamwechete namafuro akaripoteredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakavapa Kiriatiaribha, ndiro guta reHebhuroni. (Aribha uyu aiva baba waAnaki.) Vakapiwa guta irori riri munyika yamakomo yokwaJudha pamwechete namafuro akaripoteredza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakavapa Kiriati Abha (iro Hebhuroni), namafuro akaripoteredza, munyika yamakomo yaJudha. (Abha ndiye akanga ari tateguru wavaAnaki.) Viz kapitola |