Joshua 21:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Maguta iwayo akapiwa vemhuri yokwaAroni, vaRevhi vemba yokwaKohati nokuti mugove wavo ndowakatanga kubuda pachin'ange. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaʋa aʋana ʋaAroni, ʋemhuri dzaʋaKohati, ʋaiʋa ʋana ʋaRevi, nokuti ndiʋo ʋakataŋga kugoʋerwa nemijenya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akava avana vaAroni, vemhuri dzavaKohati, vaiva vana vaRevhi, nokuti ndivo vakatanga kugoverwa nemijenya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Maguta iwayo akapiwa vemhuri yokwaAroni, vaRevhi vemba yokwaKohati nokuti mugove wavo ndowakatanga kubuda pachin'ange. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Maguta iwayo akapiwa vemhuri yokwaAroni, vaRevhi vemba yokwaKohati nokuti mugove wavo ndowakatanga kubuda pachin'ange. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 (maguta aya akapiwa kuzvizvarwa zvaAroni zvaibva kumhuri yaKohati vari vaRevhi, nokuti ndivo vakatanga kugoverwa nemijenya): Viz kapitola |