Joshua 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakuru vakuru vemhuri dzokwaRevhi vakaenda kune vanhu ava vanoti; mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni navakuru vakuru vemhuri dzavaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋaRevi ʋakasweɗera kumuprista Ereazari, nokunaJoshua, mŋanakomana waNuni, nokuʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa amarudzi aʋana ʋaIsraeri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaswedera kumupristi Ereazari, nokuna Joshua, mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsiraeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vakuru vakuru vemhuri dzokwaRevhi vakaenda kune vanhu ava vanoti; mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni navakuru vakuru vemhuri dzavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vakuru vakuru vemhuri dzokwaRevhi vakaenda kune vanhu ava vanoti; mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni navakuru vakuru vemhuri dzavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaenda kumuprista Ereazari, nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri. Viz kapitola |