Online Bible

- Reklamy -

Joshua 20:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Acharamba ari muguta imomo kudzamara mhosva yake yapinda mudare atotongwa kana kuti kusvikira panofa mupristi mukuru wenguva iyoyo. Panenge padaro, nyakuuraya mumwe uya anogona zvake kuzodzokera kuguta rokwake, kumusha kwake kuguta kuya kwaakambotiza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino iye unofanira kugara muguta iro, kuȿikira amira pamberi peʋuŋgano atoŋgwe, kuȿikira pakufa kwomuprista mukuru ucaʋa’po namazuʋa iwayo; ipapo muʋurayi unofanira kudzoka, aende kuguta rake nokumba kwake, kuguta kwaakaŋga atiza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino iye anofanira kugara muguta iro, kusvikira amira pamberi peungano atongwe, kusvikira pakufa kwomupristi mukuru uchavapo namazuva iwayo; ipapo muurayi anofanira kudzoka, aende kuguta rake nokumba kwake, kuguta kwaakanga atiza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Acharamba ari muguta imomo kudzamara mhosva yake yapinda mudare atotongwa kana kuti kusvikira panofa mupristi mukuru wenguva iyoyo. Panenge padaro, nyakuuraya mumwe uya anogona zvake kuzodzokera kuguta rokwake, kumusha kwake kuguta kuya kwaakambotiza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Iye anofanira kugara muguta iroro kusvikira amira pamberi peungano uyezve kusvikira muprista ari kushumira panguva iyoyo afa. Ipapo angazodzokera kumusha kwake kwaakanga atiza.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 20:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy