Joshua 19:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaNaftari nemhuri dzaʋo, maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaNafutari nemhuri dzavo, maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaNafutari, mhuri nemhuri. Viz kapitola |