Joshua 19:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Waizobvapo wonanga kumadokero kuAzinotitabhori, wobva ipapo wondosvika kuHukoki wosvika kumaodzanyemba kumuganhu nevokwaZebhuruni. Kumadokero yaiganhurana nevokwaAsheu, kumabvazuva ichiganhurwa naJorodhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ipapo muganho wakadzoka kumabvazuʋa, ndokuenda Aznoti‐tabori; ndokubva’po, ndokuenda Hukoki; ndokuȿika kwaZeburuni kurutiʋi rwezasi, ndokuȿika kwaAsheri kumaʋirazuʋa, ndokuȿika kwaJuda paJoridani kumabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 ipapo muganhu wakadzoka kumabvazuva, ndokuenda Azinoti‐tabhori; ndokubvapo, ndokuenda Hukoki; ndokusvika kwaZebhuruni kurutivi rwezasi, ndokusvika kwaAsheri kumavirazuva, ndokusvika kwaJudha paJorodhani kumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Waizobvapo wonanga kumadokero kuAzinotitabhori, wobva ipapo wondosvika kuHukoki wosvika kumaodzanyemba kumuganhu nevokwaZebhuruni. Kumadokero yaiganhurana nevokwaAsheu, kumabvazuva ichiganhurwa naJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Waizobvapo wonanga kumadokero kuAzinotitabhori, wobva ipapo wondosvika kuHukoki wosvika kumaodzanyemba kumuganhu nevokwaZebhuruni. Kumadokero yaiganhurana nevokwaAsheu, kumabvazuva ichiganhurwa naJorodhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Muganhu wakaenda kumavirira ndokupfuura napaAzinoti Tabhori uye ukandobudira paHukoki. Waindobata Zebhuruni nechezasi, Asheri riri kumavirira neJorodhani rwuri kumabvazuva. Viz kapitola |