Joshua 19:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaAsheru mhuri nemhuri maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaAsheri, nemhuri dzaʋo, maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaAsheri, nemhuri dzavo maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaAsheru mhuri nemhuri maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaAsheru mhuri nemhuri maguta iwaya nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaAsheri, mhuri nemhuri. Viz kapitola |