Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri maguta iwayo nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaZeburuni, nemhuri dzaʋo, maguta iwayo nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaZebhuruni, nemhuri dzavo, maguta iwayo nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri maguta iwayo nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri maguta iwayo nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yaZebhuruni, mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy