Joshua 19:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kubva ipapo wakapfuʋura kumabvazuʋa ucienda Gati‐heferi, kuȿikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinoȿika paNea; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gatiheferi, kusvikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo wakaramba wakananga kumabvazuva uchienda kuGati Hefa neEti Kazini; uchindobudira paRimoni ndokudzoka wakananga kuNea. Viz kapitola |