Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 kubva paSaridi wakadzokera kumabvazuʋa, kunoɓuɗa zuʋa, kuȿikira kumuganho weKisroti‐tabori, ndokuɓuɗira kuDaberati, ndokukwira Jafia;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti‐tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Wakanga uchidzokera kumabvazuva uchibva kuSaridhi wakananga kumabvazuva uchienda kunyika yeKisiroti Tabhori ndokupfuurira kuDhabherati uchindokwidza kuJafia.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy