Joshua 19:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mugoʋe wecitatu wakapiwa ʋana ʋaZeburuni, nemhuri dzaʋo; muganho wenhaka yaʋo wakaȿika paSaridi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mugove wechitatu wakapiwa vana vaZebhuruni, nemhuri dzavo; muganhu wenhaka yavo wakasvika paSaridhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mugove wechitatu wakapiwa kuna Zebhuruni, mhuri nemhuri: Muganhu wenyika yavo waisvika kuSaridhi. Viz kapitola |