Online Bible

- Reklamy -

Joshua 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Joridani ndirwo rwakaŋga ruri muganho wayo kumabvazuʋa. Ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaBenjamini, nemiganho yayo kunhiʋi dzose, nemhuri dzaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu wayo kumabvazuva. Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini, nemiganhu yayo kunhivi dzose, nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Jorodhani ndirwo rwakanga rwuri muganhu kumabvazuva. Iyi ndiyo yakanga iri miganhu yairatidza nhaka yemhuri dzaBhenjamini kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 18:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy