Online Bible

- Reklamy -

Joshua 18:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaBhenjamini mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika iri pakati penyika yedzinza rokwaJudha neyedzinza rokwaJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Rudzi rwaʋana ʋaBenjamini ʋakagoʋerwa mugoʋe waʋo nemhuri dzaʋo; nyika yomugoʋe waʋo yakaŋga iri pakati paʋana ʋaJuda naʋana ʋaJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Rudzi rwavana vaBhenjamini vakagoverwa mugove wavo nemhuri dzavo; nyika yomugove wavo yakanga iri pakati pavana vaJudha navana vaJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaBhenjamini mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika iri pakati penyika yedzinza rokwaJudha neyedzinza rokwaJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaBhenjamini mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika iri pakati penyika yedzinza rokwaJudha neyedzinza rokwaJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Rudzi rwaBhenjamini rwakapiwa mugove warwo, mhuri nemhuri. Nyika yavakagoverwa yakanga iri pakati pamarudzi aJudha neaJosefa:

Viz kapitola kopírovat

Joshua 18:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy