Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vakaenda kuna vava vaiti: mupristi Ereazari naJoshuwa mwana waNunu navatungamiri vakati, “Tenzi akaudza Mosesi kuti tinofanira kupiwa nhaka pakati pehanzvadzi dzedu.” Naizvozvo sokutaura kwakaita Tenzi akavapa nhaka pakati pavakoma navanun'una vababa vavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Iʋo ʋakasweɗera kumuprista Ereazari, nokunaJoshua, mŋanakomana waNuni, nokumacinda, ʋakati: Jehova wakaraira Mosesi kuti atipe nhaka pakati pehama dzeɗu; naiɀoɀo akaʋapa nhaka pakati paʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo, seɀakaŋga ɀarairwa naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ivo vakaswedera kumupristi Ereazari, nokuna Joshua, mwanakomana waNuni, nokumachinda, vakati, “Jehovha wakaraira Mosesi kuti atipe nhaka pakati pehama dzedu;” naizvozvo akavapa nhaka pakati pavanunguna vababa vavo, sezvakanga zvarairwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vakaenda kuna vava vaiti: mupristi Ereazari naJoshuwa mwana waNunu navatungamiri vakati, “Tenzi akaudza Mosesi kuti tinofanira kupiwa nhaka pakati pehanzvadzi dzedu.” Naizvozvo sokutaura kwakaita Tenzi akavapa nhaka pakati pavakoma navanun'una vababa vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ivo vakaenda kuna Ereazari muprista nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvatungamiri vakandoti, “Jehovha akarayira Mozisi kuti atipe nhaka pakati pehama dzedu.” Naizvozvo Joshua akavapa nhaka pamwe chete navanunʼuna vababa vavo, sezvakanga zvarayirwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy