Joshua 17:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino nyika yemakomo ichava yenyu. Kunyange zvazvo iri sango kudaro, ritemei muiite yenyu kusvikira kwokupedzesera chaiko kwemiganhu yavo nokuti munofanira kudzinga vaKanani kunyange zvazvo vakasimba vaine ngoro dzehondo dzesimbi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 asi nyika yamakomo icaʋa yenyu; nokuti kunyaŋge riri ɗondo, mucafanira kuritema, maɓuɗiro aro ose agoʋa enyu; nokuti munofanira kudziŋga ʋaKanani, kunyaŋge ʋaneŋgoro dzamatare, ʋuye kunyaŋge ʋanesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyange riri dondo, muchafanira kuritema, mabudiro aro ose agova enyu; nokuti munofanira kudzinga vaKenani, kunyange vane ngoro dzamatare, uye kunyange vane simba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino nyika yemakomo ichava yenyu. Kunyange zvazvo iri sango kudaro, ritemei muiite yenyu kusvikira kwokupedzesera chaiko kwemiganhu yavo nokuti munofanira kudzinga vaKanani kunyange zvazvo vakasimba vaine ngoro dzehondo dzesimbi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino nyika yemakomo ichava yenyu. Kunyange zvazvo iri sango kudaro, ritemei muiite yenyu kusvikira kwokupedzesera chaiko kwemiganhu yavo nokuti munofanira kudzinga vaKanani kunyange zvazvo vakasimba vaine ngoro dzehondo dzesimbi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyange riri dondo, muchafanira kuritema rigova renyu kusvikira kwarinoperera, nokuti munofanira kudzinga vaKenani, kunyange vane ngoro dzesimbi uye vane simba.” Viz kapitola |