Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Joshuwa akaudza vemba yokwaJosefi, vedzinza reEfuraimu neraManase achiti, “Makawanda imi uye mune simba guru. Hazvingaiti kuti muve nomugove wenhaka mumwechete chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Joshua akataura naʋeimba yaJosefa, iʋo ʋaEfraimi naʋaManase, akati: Imi muri ʋanhu ʋazhinji, munesimba guru, hamuŋgaʋi nomugoʋe mumŋe cete;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Joshua akataura naveimba yaJosefa, ivo vaEfuremu navaManase, akati, “Imi muri vanhu vazhinji, mune simba guru, hamungavi nomugove mumwe chete;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Joshuwa akaudza vemba yokwaJosefi, vedzinza reEfuraimu neraManase achiti, “Makawanda imi uye mune simba guru. Hazvingaiti kuti muve nomugove wenhaka mumwechete chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Joshuwa akaudza vemba yokwaJosefi, vedzinza reEfuraimu neraManase achiti, “Makawanda imi uye mune simba guru. Hazvingaiti kuti muve nomugove wenhaka mumwechete chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Asi Joshua akati kuimba yaJosefa, imba yaEfuremu naManase, “Imi muri vanhu vazhinji uye mune simba guru. Hamungave nomugove mumwe chete

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy