Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋana ʋaJosefa ʋakati: Nyika yamakomo haiŋgatikwaniri; ʋuye ʋaKanani ʋose ʋanogara munyika yomupata ʋaneŋgoro dzamatare, iʋo ʋose ʋari paBeti‐sheani nemisha yaro, naʋari mumupata weJezreeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vana vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haingatikwaniri; uye vaKenani vose vanogara munyika yomupata vane ngoro dzamatare, ivo vose vari paBheti‐sheani nemisha yaro, navari mumupata weJezireeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vanhu vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haitikwaniri, uye vaKenani vose vanogara mubani vane ngoro dzesimbi, ivo vose vari muBheti Sheani nemisha yaro pamwe chete navari muMupata weJezireeri.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy