Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Joshuwa akavati, “Kana zvirizvo kuti makawanda kudaro, nyika iyoyo yemakomo yokwaEfuraimu yakuitirai duku duku, chiendai zvenyu kumasango kunyika yavaPerizi neyavaRefaimu muzvitemere makombo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Joshua akati kwaʋari: Kana muri ʋanhu ʋazhinji, endai henyu kuɗondo, mundoɀitemera nɀimbo ipapo panyika yaʋaPerezi neyaʋaRefaimi; ɀamusiŋgakwaniri panyika yamakomo yaEfraimi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Joshua akati kwavari, “Kana muri vanhu vazhinji, endai henyu kudondo, mundozvitemera nzvimbo ipapo panyika yavaPerezi neyavaRefaimu; zvamusingakwaniri panyika yamakomo yaEfuremu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Joshuwa akavati, “Kana zvirizvo kuti makawanda kudaro, nyika iyoyo yemakomo yokwaEfuraimu yakuitirai duku duku, chiendai zvenyu kumasango kunyika yavaPerizi neyavaRefaimu muzvitemere makombo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Joshuwa akavati, “Kana zvirizvo kuti makawanda kudaro, nyika iyoyo yemakomo yokwaEfuraimu yakuitirai duku duku, chiendai zvenyu kumasango kunyika yavaPerizi neyavaRefaimu muzvitemere makombo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Joshua akapindura achiti, “Kana muri vanhu vazhinji, uye kana nyika yezvikomo yaEfuremu iri diki chaizvo kwamuri, endai kudondo munozvitemera nzvimbo ikoko kunyika yavaPerizi neyavaRefaiti.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy