Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vemba yokwaJosefi vakati kuna Joshuwa, “Ko madarireiko kungotipa mugove wenhaka mumwechete chete kudai isu takawanda kwazvo kudai mudzinza medu nokukomborerwa kwatakaitwa naTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ʋana ʋaJosefa ʋakataura naJoshua, ʋakati: Makatipireiko mugoʋe mumŋe cete necikamu cimŋe cete, kuti iʋe nhaka yeɗu, ɀatiri ʋanhu ʋazhinji, nokuti Jehova wakatiropafadza kuȿikira ɀino?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino vana vaJosefa vakataura naJoshua, vakati, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete, kuti ive nhaka yedu, zvatiri vanhu vazhinji, nokuti Jehovha wakatiropafadza kusvikira zvino?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vemba yokwaJosefi vakati kuna Joshuwa, “Ko madarireiko kungotipa mugove wenhaka mumwechete chete kudai isu takawanda kwazvo kudai mudzinza medu nokukomborerwa kwatakaitwa naTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vemba yokwaJosefi vakati kuna Joshuwa, “Ko madarireiko kungotipa mugove wenhaka mumwechete chete kudai isu takawanda kwazvo kudai mudzinza medu nokukomborerwa kwatakaitwa naTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vanhu vaJosefa vakati kuna Joshua, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete kuti ive nhaka yedu? Tiri vanhu vazhinji uye Jehovha akatiropafadza zvikuru.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy