Joshua 17:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi vokwaManase havana kukwanisa kukurira maguta iwayo nokuti vaKanani vakarambira munyika iyoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi ʋana ʋaManase ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kudziŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere mumaguta iwayo; asi ʋaKanani ʋakaramba ʋaciɗa kugara panyika iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi vana vaManase vakanga vasingagoni kudzinga vanhu vakanga vagere mumaguta iwayo; asi vaKenani vakaramba vachida kugara panyika iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi vokwaManase havana kukwanisa kukurira maguta iwayo nokuti vaKanani vakarambira munyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi vokwaManase havana kukwanisa kukurira maguta iwayo nokuti vaKanani vakarambira munyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi vana vaManase havana kugona kugara mumaguta aya, nokuti vaKenani vakashinga kugara munyika iyoyo. Viz kapitola |