Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 VokwaManase ivava vaivawo namaguta munyika yevokwaIsakari neyokwaAsheru aiti: Bhetisheani nemisha yaro, nereIbhureamu nemisha yaro. Vagotiwo maguta ano aya navagari vawo anoti: guta reDhoru nemisha yaro nereEndori nemisha yaro neTaanaki nemisha yaro neMegidho nemisha yaro pane aya rechitatu rawo ndiro Nafati.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Pakati paIsakari naAsheri Manase wakaŋga aneBeti‐sheani nemisha yaro, neJibreami nemisha yaro, naʋanhu ʋakaŋga ʋagere Dori nemisha yaro, naʋanhu ʋakaŋga ʋagere Endori nemisha yaro, naʋakaŋga ʋagere Taanaki nemisha yaro, naʋakaŋga ʋagere Megido nemisha yaro, ari makomo matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Pakati paIsakari naAsheri Manase wakanga ane Bheti‐sheani nemisha yaro, neJibhireami nemisha yaro, navanhu vakanga vagere Dhori nemisha yaro, navanhu vakanga vagere Endori nemisha yaro, navakanga vagere Taanaki nemisha yaro, navakanga vagere Megidho nemisha yaro, ari makomo matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 VokwaManase ivava vaivawo namaguta munyika yevokwaIsakari neyokwaAsheru aiti: Bhetisheani nemisha yaro, nereIbhureamu nemisha yaro. Vagotiwo maguta ano aya navagari vawo anoti: guta reDhoru nemisha yaro nereEndori nemisha yaro neTaanaki nemisha yaro neMegidho nemisha yaro pane aya rechitatu rawo ndiro Nafati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Mukati meIsakari neAsheri, Manase akanga ainewo Bheti Shani, Ibhireami navanhu veDhori, Enidhori, Tanaki neMegidho, pamwe chete nemisha yakapoteredza (yechitatu pakuverengwa iNafoti).

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy