Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nyika yokumaodzanyemba kwako ndeyokwaEfuraimu yokuchamhembe kwako ndeyokwaManase, ukuwo gungwa ririwo muganhu, kuchamhembe kwayo inondosvika kunyika yevokwaAsheru, kumabvazuva ichindoganhurana novokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kurutiʋi rwezasi nyika yakaŋga iri yaEfraimi; kurutiʋi rwokumsoro yakaŋga iri yaManase; guŋgwa waiʋa muganho wake; miganho ikaȿika kwaAsheri kumsoro, nokwaIsakari kumabvazuʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Kurutivi rwezasi nyika yakanga iri yaEfuremu; kurutivi rwokumusoro yakanga iri yaManase; gungwa waiva muganhu wake; miganhu ikasvika kwaAsheri kumusoro, nokwaIsakari kumabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nyika yokumaodzanyemba kwako ndeyokwaEfuraimu yokuchamhembe kwako ndeyokwaManase, ukuwo gungwa ririwo muganhu, kuchamhembe kwayo inondosvika kunyika yevokwaAsheru, kumabvazuva ichindoganhurana novokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Nyika yokumaodzanyemba kwako ndeyokwaEfuraimu yokuchamhembe kwako ndeyokwaManase, ukuwo gungwa ririwo muganhu, kuchamhembe kwayo inondosvika kunyika yevokwaAsheru, kumabvazuva ichindoganhurana novokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nechezasi nyika iyi yakanga iri yaEfuremu uye kurutivi rwokumusoro yakanga iri yaManase. Nyika yaManase yaisvika kugungwa uye yaiganhurana naAsheri nechokumusoro uye naIsakari kumabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy