Online Bible

- Reklamy -

Joshua 17:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nyika yakagoverwawo vedzinza rokwaManase nokuti iyeyu ndiye aiva dangwe raJosefi. Makiri dangwe raManase baba waGireadhi vakapiwa nyika yeGireadhi neyeBhashani nokuti akanga ari munhu wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndiwo mugoʋe worudzi rwaManase; nokuti iye wakaŋga ari mŋana weɗaŋgwe waJosefa. Kana ari Makiri, mŋana weɗaŋgwe waManase, ɓaɓa ʋaGireadi, iye wakapiwa Gireadi neBashani, nokuti wakaŋga ari murwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ndiwo mugove worudzi rwaManase; nokuti iye wakanga ari mwana wedangwe waJosefa. Kana ari Makiri, mwana wedangwe waManase, baba vaGireadhi, iye wakapiwa Gireadhi neBhashani, nokuti wakanga ari murwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nyika yakagoverwawo vedzinza rokwaManase nokuti iyeyu ndiye aiva dangwe raJosefi. Makiri dangwe raManase baba waGireadhi vakapiwa nyika yeGireadhi neyeBhashani nokuti akanga ari munhu wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Nyika yakagoverwawo vedzinza rokwaManase nokuti iyeyu ndiye aiva dangwe raJosefi. Makiri dangwe raManase baba waGireadhi vakapiwa nyika yeGireadhi neyeBhashani nokuti akanga ari munhu wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Uyu ndiwo mugove worudzi rwaManase sedangwe raJosefa, ndiko kuti mugove waMakiri dangwe raManase. Makiri ndiye akanga ari tateguru wavaGireadhi, uye akanga apiwa Gireadhi neBhashani nokuti vaMakiri vakanga vari varwi vakuru.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 17:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy