Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 wokwira nokuBhetihogira wopfuura nechokuchamhembe kweBhetiarabha kusvikira paDombo raBhohani mwanakomana wokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 ndokukwira kuBeti‐hogra, ndokupfuʋura nokumsoro kweBeti‐araba; muganho ndokukwira kubge raBohani, mŋanakomana waRubeni;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 ndokukwira kuBheti‐hogira, ndokupfuura nokumusoro kweBheti‐arabha; muganhu ndokukwira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 wokwira nokuBhetihogira wopfuura nechokuchamhembe kweBhetiarabha kusvikira paDombo raBhohani mwanakomana wokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 wokwira nokuBhetihogira wopfuura nechokuchamhembe kweBhetiarabha kusvikira paDombo raBhohani mwanakomana wokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 uchienda kuBheti Hogira, ndokupfuurira nokumusoro kweBheti Arabha kusvika kubwe raBhohani mwanakomana waRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy