Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ndokupfuʋura kuȿikira paAzmoni, ndokuɓuɗa naparukoʋa rweEgipita; muganho uyu ndokuguma paguŋgwa; ndiwo unofanira kuʋa muganho wezasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweIjipiti; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo waipfuurira kuAzimoni uchindobatana neRwizi rweIjipiti wogumira kugungwa. Uyu ndiwo muganhu wavo wezasi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy