Joshua 15:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 neSharaimu neAdhitiaimu neGedhara neGedherotiaimu, ose pamwechete aiva maguta gumi namana ane misha yawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 neSharaimi, neAditaimi, neGedera, neGederotaimi; maguta anegumi namanna, pamŋe cete nemisha yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 neSharaimi, neAdhitaimu, neGedhera, neGedherotaimi; maguta ane gumi namana, pamwechete nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 neSharaimu neAdhitiaimu neGedhara neGedherotiaimu, ose pamwechete aiva maguta gumi namana ane misha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 neSharaimu neAdhitiaimu neGedhara neGedherotiaimu, ose pamwechete aiva maguta gumi namana ane misha yawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Shaaraimi, Adhitaimi, neGedhera (kana kuti Gedherotaimi) anova maguta gumi namana pamwe chete nemisha yawo. Viz kapitola |