Joshua 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Woenda wakananga kumaodzanyemba kwemukwidza weAkirabhimu wopfuura wosvika kuZini, wokwidza wakananga kumaodzanyemba kweKadheshibharinea. Wonopfuura nokuHezironi wosvika kuAdhari, wopoterera nokuKarika, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ndokupfuʋura zasi kwegomo reAkrabimi, ndokupfuʋura nokurutiʋi rweZini, ndokukwira necenyasi kweKadeshi‐barnea, ndokupfuʋura napaHezroni, ndokukwira napaAdari, ndokudzoka napaKarka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 ndokupfuura zasi kwegomo reAkirabhimi, ndokupfuura nokurutivi rweZini, ndokukwira nechenyasi kweKadheshi‐bharinea, ndokupfuura napaHezironi, ndokukwira napaAdhari, ndokudzoka napaKarika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Woenda wakananga kumaodzanyemba kwemukwidza weAkirabhimu wopfuura wosvika kuZini, wokwidza wakananga kumaodzanyemba kweKadheshibharinea. Wonopfuura nokuHezironi wosvika kuAdhari, wopoterera nokuKarika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Woenda wakananga kumaodzanyemba kwemukwidza weAkirabhimu wopfuura wosvika kuZini, wokwidza wakananga kumaodzanyemba kweKadheshibharinea. Wonopfuura nokuHezironi wosvika kuAdhari, wopoterera nokuKarika, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uchiyambukira zasi kwoMupata weChinyavada uchipfuurira kuenda kuZini uchizopfuurira kuenda nechezasi kweKadheshi Bharinea. Ipapo waienda uchipfuura nepaHezironi kusvika kuAdhari uchikombamira kuKarika. Viz kapitola |