Joshua 15:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Iye ndokupindura achiti, “Zvamakandipa nyika yokuNegevhu, ndiitireiwo mwoyochena mundipewo nezvisipiti zvemvura.” Karebhu ndokumupa zvisipiti zvoko zvokumusoro nezvisipiti zvoko zvezasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akati: Ndipei cipo; ɀamakandiisa kunyika yezasi, ndipei ʋo matsime emvura. Akamupa matsime okumsoro namatsime ezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Akati, “Ndipei chipo; zvamakandiisa kunyika yezasi, ndipeiwo matsime emvura.” Akamupa matsime okumusoro namatsime ezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Iye ndokupindura achiti, “Zvamakandipa nyika yokuNegevhu, ndiitireiwo mwoyochena mundipewo nezvisipiti zvemvura.” Karebhu ndokumupa zvisipiti zvoko zvokumusoro nezvisipiti zvoko zvezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Iye ndokupindura achiti, “Zvamakandipa nyika yokuNegevhu, ndiitireiwo mwoyochena mundipewo nezvisipiti zvemvura.” Karebhu ndokumupa zvisipiti zvoko zvokumusoro nezvisipiti zvoko zvezasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Iye akati, “Ndiitirei nyasha. Zvamakandipa nyika yeNegevhi, ndipeiwo zvakare matsime emvura.” Naizvozvo Karebhu akamupa matsime okumusoro neezasi. Viz kapitola |