Joshua 15:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akesa paakauya kwaari akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Akesa akaburuka padhongi rake. Karebhu ndokumubvunza achiti, “Unodeiko mwanangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino iye wakati aciȿika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kunaɓaɓa ʋake; ɀino iye akaɓuruka pamboŋgoro yake, Karebi akati kwaari: Unoreʋeiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, “Unoreveiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akesa paakauya kwaari akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Akesa akaburuka padhongi rake. Karebhu ndokumubvunza achiti, “Unodeiko mwanangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akesa paakauya kwaari akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Akesa akaburuka padhongi rake. Karebhu ndokumubvunza achiti, “Unodeiko mwanangu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akisa akati achisvika kuna Otinieri nerimwe zuva, akamukurudzira kuti akumbire munda kubva kuna baba vake. Paakaburuka pambongoro yake Karebhu akati kwaari, “Ndingakuitireiko?” Viz kapitola |