Joshua 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Otinieri mwanakomana waKenazi munun'na waKarebhu akandorikurira. Ndokubvawo amupawo mwanasikana wake kuti ave mukadzi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Aksa, akaʋa mukadzi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun’una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Otinieri mwanakomana waKenazi munun'na waKarebhu akandorikurira. Ndokubvawo amupawo mwanasikana wake kuti ave mukadzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Otinieri mwanakomana waKenazi munun'na waKarebhu akandorikurira. Ndokubvawo amupawo mwanasikana wake kuti ave mukadzi wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Otinieri mwanakomana waKenazi, mununʼuna waKarebhu akarikunda; saka Karebhu akamupa mwanasikana wake Akisa akava mukadzi wake. Viz kapitola |