Joshua 15:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Karebhu akati, “Anenge andorwisa akakurira guta reKiriatisefari ndichamupa Akesa mwanasikana wangu kuti ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Karebi akati: Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndicamupa mukunda waŋgu Aksa, aʋe mukadzi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Karebhu akati, “Anenge andorwisa akakurira guta reKiriatisefari ndichamupa Akesa mwanasikana wangu kuti ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Karebhu akati, “Anenge andorwisa akakurira guta reKiriatisefari ndichamupa Akesa mwanasikana wangu kuti ave mukadzi wake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Karebhu akati, “Munhu anorwa neKenati Seferi akarikunda ndichamupa mukunda wangu, Akisa ave mukadzi wake.” Viz kapitola |