Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mukati mevedzinza rokwaJudha, Joshuwa akapa Karebhu mwanakomana waJefune guta reKiriatiaribha, ndirowo reHebhuroni, sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. (Aribha iyeyu aiva baba waAnaki.)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi wakapa Karebi, mŋanakomana waJefune mugoʋe pakati paʋana ʋaJuda; seɀakarairwa Joshua naJehova, akamupa Kiriati‐arba; Arba wakaŋga ari ɓaɓa ʋaAnaki (ndiro Hebroni).

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi wakapa Karebhu mwanakomana waJefune mugove pakati pavana vaJudha; sezvakarairwa Joshua naJehovha, akamupa Kiriati‐abha; Abha wakanga ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni).

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mukati mevedzinza rokwaJudha, Joshuwa akapa Karebhu mwanakomana waJefune guta reKiriatiaribha, ndirowo reHebhuroni, sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. (Aribha iyeyu aiva baba waAnaki.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mukati mevedzinza rokwaJudha, Joshuwa akapa Karebhu mwanakomana waJefune guta reKiriatiaribha, ndirowo reHebhuroni, sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. (Aribha iyeyu aiva baba waAnaki.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Joshua akapa Karebhu mwanakomana weJefune mugove pakati pavana vaJudha sezvaakarayirwa naJehovha, akamupa Kiriati Abha, iro Hebhuroni. (Abha akanga ari tateguru waAnaki.)

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy