Online Bible

- Reklamy -

Joshua 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Muganhu iwoyu waizoenda nokumawere echikomo chiri kuchamhembe kweEkironi wopinduka wonanga kuShikeroni wopfuura wakananga kugomo reBhaara wosvika kuJabhuneeri wondogumira kugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 muganho ndokupfuʋura kurutiʋi rweEkroni, kumsoro; muganho ndokutarwa kuȿikira paShikeroni, ndokupfuʋura napagomo reBara, ndokupfuʋura paJabneeri; muganho ndokuguma paguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 muganhu ndokupfuura kurutivi rweEkironi, kumusoro; muganhu ndokutarwa kusvikira paShikeroni, ndokupfuura napagomo reBhara, ndokupfuura paJabhuneeri; muganhu ndokuguma pagungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Muganhu iwoyu waizoenda nokumawere echikomo chiri kuchamhembe kweEkironi wopinduka wonanga kuShikeroni wopfuura wakananga kugomo reBhaara wosvika kuJabhuneeri wondogumira kugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Muganhu iwoyu waizoenda nokumawere echikomo chiri kuchamhembe kweEkironi wopinduka wonanga kuShikeroni wopfuura wakananga kugomo reBhaara wosvika kuJabhuneeri wondogumira kugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Waiendawo nokumawere echokumusoro kweEkironi, uchidzoka wakananga kuShikeroni, uchipfuura nokuGomo reBhaara uchisvika kuJabhuneeri. Muganhu waindogumira kugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 15:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy