Joshua 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mugoʋe worudzi rwaʋana ʋaJuda nemhuri dzaʋo wakaȿikira pamuganho waEdomi, iko kurenje reZini kurutiʋi rwezasi, kuȿikira zasi kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira pamuganhu waEdhomu, iko kurenje reZini kurutivi rwezasi, kusvikira zasi kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Nzvimbo yakapiwa rudzi rwaJudha, mhuri nemhuri, yaisvika kunyika yeEdhomu kuGwenga reZini zasi kumagumo chaiko. Viz kapitola |