Joshua 14:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saka Hebhuroni yakabva yava nhaka yokwaKerebhu mwanakomana waJefune muKenizi kusvikira pari nhasi nokuti akaramba akati kwati kwati naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo Hebroni rakazoʋa nhaka yaKarebi mŋanakomana waJefune, muKenizi, kuȿikira nhasi; nokuti wakaŋga ateʋera Jehova Mŋari waIsraeri nomŋoyo wake wose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo Hebhuroni rakazova nhaka yaKarebhu mwanakomana waJefune, muKenizi, kusvikira nhasi; nokuti wakanga atevera Jehovha Mwari waIsiraeri nomwoyo wake wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saka Hebhuroni yakabva yava nhaka yokwaKerebhu mwanakomana waJefune muKenizi kusvikira pari nhasi nokuti akaramba akati kwati kwati naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saka Hebhuroni yakabva yava nhaka yokwaKerebhu mwanakomana waJefune muKenizi kusvikira pari nhasi nokuti akaramba akati kwati kwati naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo Hebhuroni yakava nhaka yaKarebhu mwanakomana waJefune muKenizi kubvira ipapo, nokuti akatevera Jehovha, Mwari waIsraeri, nomwoyo wake wose. Viz kapitola |