Joshua 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Joshuwa akakomborera Karebhu mwanakomana waJefune ndokumupa guta reHebhuroni senhaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebi mŋanakomana waJefune Hebroni, iʋe nhaka yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebhu mwanakomana waJefune Hebhuroni, ive nhaka yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Joshuwa akakomborera Karebhu mwanakomana waJefune ndokumupa guta reHebhuroni senhaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Joshuwa akakomborera Karebhu mwanakomana waJefune ndokumupa guta reHebhuroni senhaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Joshua akaropafadza Karebhu, mwanakomana waJefune akamupa Hebhuroni senhaka yake. Viz kapitola |