Joshua 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 kwouya chidimbu chenyika yeGireadhi neguta reAshitaroti nereEdhirei, maguta omunyika yaOgu yeBhashani, ndozvechikamu chemhuri dzokwaMakiri mwanakomana waManase. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 nehafu yeGireadi, neAshtaroti, neEdrei, maguta oʋushe bgaOgi paBashani, ndiyo yaiʋa yaʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, yehafu yaʋana ʋaMakiri nemhuri dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 nehafu yeGireadhi, neAshitaroti, neEdhirei, maguta oushe hwaOgi paBhashani, ndiyo yaiva yavana vaMakiri, mwanakomana waManase, yehafu yavana vaMakiri nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 kwouya chidimbu chenyika yeGireadhi neguta reAshitaroti nereEdhirei, maguta omunyika yaOgu yeBhashani, ndozvechikamu chemhuri dzokwaMakiri mwanakomana waManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 kwouya chidimbu chenyika yeGireadhi neguta reAshitaroti nereEdhirei, maguta omunyika yaOgu yeBhashani, ndozvechikamu chemhuri dzokwaMakiri mwanakomana waManase. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 hafu yeGireadhi, neAshitaroti neEdhirei, (maguta oushe hwaOgi muBhashani). Iyi ndiyo yaiva nhaka yezvizvarwa zvaMakiri mwanakomana waManase, zvehafu yavanakomana vaMakiri, mhuri nemhuri. Viz kapitola |