Online Bible

- Reklamy -

Joshua 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saka nyika yevedzinza rokwaRubheni yaindosvika muna Jorodhani ndiwo waiva muganhu wavo. Maguta iwaya nemisha yawo ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaRubheni irori nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Muganho waʋana ʋaRubeni rwakaŋga ruri Joridani nenyika yarwo. Ndiyo yaiʋa nhaka yaʋana ʋaRubeni nemhuri dzaʋo, iwo maguta nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Muganhu wavana vaRubheni rwakanga ruri Jorodhani nenyika yarwo. Ndiyo yaiva nhaka yavana vaRubheni nemhuri dzavo, iwo maguta nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saka nyika yevedzinza rokwaRubheni yaindosvika muna Jorodhani ndiwo waiva muganhu wavo. Maguta iwaya nemisha yawo ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaRubheni irori nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Saka nyika yevedzinza rokwaRubheni yaindosvika muna Jorodhani ndiwo waiva muganhu wavo. Maguta iwaya nemisha yawo ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaRubheni irori nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Muganhu wavaRubheni wakanga uri mahombekombe erwizi rweJorodhani. Maguta aya nemisha yawo ndiwo aiva nhaka yavaRubheni mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 13:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy