Joshua 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 zvichireva kuti maguta ose zvawo omunyika yakatunhumara, nenyika yose yaSihoni mambo wavaAmori aitonga kuHeshibhoni uya wokukundwa naMosesi pamwechete navatungamiriri vavaMidhiani vanaEvhi naRekemu naZuru naHuru naRebha, vakanga vari madzishe aiva pasi pamambo Sihoni, vachigara munyika iyoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 namaguta ose eɓani, noʋushe bgose bgaSihoni, mambo waʋaAmori, wakaŋga aciɓata ʋushe paHeshboni, wakaŋga akundwa naMosesi pamŋe cete naʋakuru ʋeMidiani, neEvi, neRekemi, neZuri, neHuri, neReba, namacinda aSihoni, akaŋga agere munyika iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 namaguta ose ebani, noushe hwose hwaSihoni, mambo wavaAmori, wakanga achibata ushe paHeshibhoni, wakanga akundwa naMosesi pamwechete navakuru veMidhiani, neEvhi, neRekemi, neZuri, neHuri, neRebha, namachinda aSihoni, akanga agere munyika iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 zvichireva kuti maguta ose zvawo omunyika yakatunhumara, nenyika yose yaSihoni mambo wavaAmori aitonga kuHeshibhoni uya wokukundwa naMosesi pamwechete navatungamiriri vavaMidhiani vanaEvhi naRekemu naZuru naHuru naRebha, vakanga vari madzishe aiva pasi pamambo Sihoni, vachigara munyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 zvichireva kuti maguta ose zvawo omunyika yakatunhumara, nenyika yose yaSihoni mambo wavaAmori aitonga kuHeshibhoni uya wokukundwa naMosesi pamwechete navatungamiriri vavaMidhiani vanaEvhi naRekemu naZuru naHuru naRebha, vakanga vari madzishe aiva pasi pamambo Sihoni, vachigara munyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 anova maguta ebani, noushe hwose hwaSihoni, mambo wavaAmori, uyo aitonga paHeshibhoni. Mozisi akanga amukunda pamwe chete namadzishe eMidhiani vaiti Evhi, Rekemu, Zuri, Huri, naRebha, machinda aibatsirana naSihoni, akanga agere munyika iyoyo. Viz kapitola |