Online Bible

- Reklamy -

Joshua 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kubvira kuAroero pamucheto webani raArinoni ichibvira muguta riri pakati pebani, nenyika yose yakatunhumara yokuMedhebha

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nyika yaʋo yakabva paAroeri, parutiʋi rwomupata weArnoni, neguta raiʋa pakati pomupata, neɓani rose paMedeba;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nyika yavo yakabva paAroeri, parutivi rwomupata weArinoni, neguta raiva pakati pomupata, nebani rose paMedhebha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kubvira kuAroero pamucheto webani raArinoni ichibvira muguta riri pakati pebani, nenyika yose yakatunhumara yokuMedhebha

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kubvira kuAroero pamucheto webani raArinoni ichibvira muguta riri pakati pebani, nenyika yose yakatunhumara yokuMedhebha

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nyika yose kubva kuAroeri, nechokumucheto kwoMupata weArinoni, uye kubva muguta pakati pomupata, bani rose kupfuura Medhebha

Viz kapitola kopírovat

Joshua 13:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy