Joshua 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Dzinza raRevhi chete ndiro risina kupiwa nhaka naMosesi nokuti mipiro inopirwa kuna Tenzi, Mwari waIsiraeri ichiita zvokupiswa nomoto ndiyo nhaka yaro sokuudzwa kwaakaitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi rudzi rwaʋaRevi ɓedzi haana‐kurupa nhaka; ɀipiriso ɀaJehova, Mŋari waIsraeri, ɀaipiswa, ndiɀo ɀaiʋa nhaka yaʋo, seɀaakataura naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi rudzi rwavaRevhi bedzi haana kurupa nhaka; zvipiriso zvaJehovha, Mwari waIsiraeri, zvaipiswa, ndizvo zvaiva nhaka yavo, sezvaakataura naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Dzinza raRevhi chete ndiro risina kupiwa nhaka naMosesi nokuti mipiro inopirwa kuna Tenzi, Mwari waIsiraeri ichiita zvokupiswa nomoto ndiyo nhaka yaro sokuudzwa kwaakaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Dzinza raRevhi chete ndiro risina kupiwa nhaka naMosesi nokuti mipiro inopirwa kuna Tenzi, Mwari waIsiraeri ichiita zvokupiswa nomoto ndiyo nhaka yaro sokuudzwa kwaakaitwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi kurudzi rwaRevhi haana kupa nhaka, sezvo zvipiriso zvaiitwa nomoto kuna Jehovha Mwari waIsraeri, zviri izvo nhaka yavo, sezvaakavavimbisa. Viz kapitola |