Joshua 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaIsiraeri havana kudzingamo vaGeshuri navaMaaka, asi kutoti vokwaGeshuri novokwaMaaka vagere pakati pavaIsiraeri kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋana ʋaIsraeri haʋana‐kudziŋga ʋaGeshuri kana ʋaMaakati; asi ʋaGeshuri naʋaMaakati ʋagere pakati paʋaIsraeri kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kunyange zvakadaro vana vaIsiraeri havana kudzinga vaGeshuri kana vaMaakati; asi vaGeshuri navaMaakati vagere pakati pavaIsiraeri kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaIsiraeri havana kudzingamo vaGeshuri navaMaaka, asi kutoti vokwaGeshuri novokwaMaaka vagere pakati pavaIsiraeri kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaIsiraeri havana kudzingamo vaGeshuri navaMaaka, asi kutoti vokwaGeshuri novokwaMaaka vagere pakati pavaIsiraeri kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi vaIsraeri havana kudzinga vanhu veGeshuri neMaaka, naizvozvo vagere pakati pavaIsraeri kusvikira nhasi. Viz kapitola |