Joshua 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Aya ndiwo madzimambo enyika iyi akakurirwa navaIsiraeri vakavatorera nyika yawo vakaiita yavo kumhiri kwaJorodhani nechokumabvazuva, kutangira kubani raArinoni kusvikira kugomo reHerimoni nekwose kuArabha nechokumabvazuva: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndiwo madzimambo enyika akakundwa naʋana ʋaIsraeri, ʋaʋakatorera nyika yaʋo mhiri kwaJoridani kumabvazuʋa, kubva pamupata weArnoni kuȿikira pagomo reHermoni, nerenje rose riri kumabvazuʋa: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ndiwo madzimambo enyika akakundwa navana vaIsiraeri, vavakatorera nyika yavo mhiri kwaJorodhani kumabvazuva, kubva pamupata weArinoni kusvikira pagomo reHerimoni, nerenje rose riri kumabvazuva: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Aya ndiwo madzimambo enyika iyi akakurirwa navaIsiraeri vakavatorera nyika yawo vakaiita yavo kumhiri kwaJorodhani nechokumabvazuva, kutangira kubani raArinoni kusvikira kugomo reHerimoni nekwose kuArabha nechokumabvazuva: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Aya ndiwo madzimambo enyika iyi akakurirwa navaIsiraeri vakavatorera nyika yawo vakaiita yavo kumhiri kwaJorodhani nechokumabvazuva, kutangira kubani raArinoni kusvikira kugomo reHerimoni nekwose kuArabha nechokumabvazuva: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akakundwa navaIsraeri uye nenyika yavo yavakatora kumabvazuva eJorodhani, kubva kuMupata weAnoni kusvikira kuGomo reHemoni, zvichisanganisira divi rose rokumabvazuva eArabha: Viz kapitola |